RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 July p. 13
  • Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Sei Rudo rwaMwari?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Sei Rudo rwaMwari?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Dzidza Zvakawanda nezvaJehovha Kubva Pazvinhu Zvaakasika
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • Shandisai Zvinhu Zvakasikwa Kuti Mudzidzise Vana Venyu nezvaJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 3: Nei Kubvuma Kuti Zvinhu Zvakasikwa Kuine Musoro?
    Vechidiki Vanobvunza Kuti
  • The Wonders of Creation Reveal God’s Glory
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 July p. 13
Baba vari kuratidza mwanakomana wavo shiri iri mumuti pavari kuparidza paimba neimba.

Sezvo Jehovha achiratidza kuti anotida chaizvo kubva pazvinhu zvakasikwa, tinogona kuva nechivimbo chekuti achatipa makomborero akawanda kana tikaramba tichiita zvese zvatinogona kuti timushumire

KURARAMA KWECHIKRISTU

Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Sei Rudo rwaMwari?

Tinogona kuwandirwa nezvekuita muupenyu zvekuti tinotadza kuwana nguva yekumbofunga nezvekuti zvinhu zvakasikwa zvinoratidza sei rudo rwaJehovha uye rupo rwake. Asi Jesu anotikurudzira kuti ticherechedze zvinhu zvakasikwa tofunga kuti zvinotidzidzisei nezvaJehovha.—Mt 6:25, 26.

ONA VHIDHIYO INONZI ZVINHU ZVAKASIKWA ZVINORATIDZA RUDO RWAJEHOVHA, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

Wadzidzei nezvekudiwa kwatinoitwa naJehovha kubva . . .

  • pazvinhu zvinoshandiswa pakugadzira zvese zviri panyika?

  • pamhepo yakapoteredza nyika?

  • pauswa?

  • pamasikirwo akaitwa mhuka?

  • pakukwanisa kuona, kunzwa, kunhuhwidza, kuravidza uye kubata?

  • papfungwa dzedu?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe