RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 September p. 7
  • Shandisa Maturusi Edu Ekutsvakurudza

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Shandisa Maturusi Edu Ekutsvakurudza
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Bvunza Mibvunzo
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Taura Zvinobaya Mwoyo
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Bvuma Kubatsirwa naJehovha Kuburikidza Nekunyengetera
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Shandisa Shoko raMwari
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 September p. 7

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI | WEDZERA MUFARO WAKO MUUSHUMIRI

Shandisa Maturusi Edu Ekutsvakurudza

Jehovha anotipa maturusi anotibatsira kudzidzisa neunyanzvi, akadai semavhidhiyo, maturakiti, magazini, mabhurocha, mabhuku uye turusi redu guru, Bhaibheri. (2Ti 3:16) Anotipawo maturusi ekutsvakurudza anogona kutibatsira kutsanangura Magwaro. Maturusi aya anosanganisira Watchtower Library, JW Library® app, RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower, uye Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza.

Uchawana mufaro paunochera pfuma iri muBhaibheri uchishandisa maturusi ekutsvakurudza auinawo. Dzidzisa vadzidzi vako kuti vangashandisa sei maturusi acho. Naivowo vachafara chaizvo pavachawana mhinduro dzemibvunzo yavanenge vainayo ine chekuita neBhaibheri.

ONA VHIDHIYO INONZI WANA MUFARO PAKUITA KUTI VANHU VAVE VADZIDZI—BVUMA KUBATSIRWA NAJEHOVHA—KUSHANDISA MATURUSI EKUTSVAKURUDZA, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Bvuma Kubatsirwa naJehovha—Kushandisa Maturusi Ekutsvakurudza.” Jade achiudza Neeta kuti anotenda kuti zvinhu zvakaita zvekushanduka.

    Zvii zvakarambwa naJade panyaya ine chekuita nekusikwa kwezvinhu?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Bvuma Kubatsirwa naJehovha—Kushandisa Maturusi Ekutsvakurudza.” Neeta ari kushandisa “Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza” kuti awane mashoko ane chekuita nekusikwa kwezvinhu.

    Neeta akawana kupi mashoko ane chekuita nenyaya yacho?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Bvuma Kubatsirwa naJehovha—Kushandisa Maturusi Ekutsvakurudza.” Neeta ari kufara achiudza Jade zvaakawana paaitsvakurudza.

    Kuwana pfuma muBhaibheri uye kuiudza vamwe kunoita kuti tive nemufaro

    Akasarudza sei mashoko aigona kunyatsobatsira Jade?

  • Neeta akabatsirwa sei nekushandisa maturusi edu ekutsvakurudza?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe