RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 September p. 8
  • September 27–October 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 27–October 3
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 September p. 8

September 27–October 3

JOSHUA 6-7

  • Rwiyo 144 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Siyana Nezvinhu Zvisina Zvazvinobatsira”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Jos 6:20—Uchapupu hupi huripo hwekuti guta rekare reJeriko harina kukombwa kwenguva yakareba kuti rizokundwa? (w15 11/15 13 ¶2-3)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Jos 6:1-14 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 12)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho) (th chidzidzo 9)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi chidzidzo 01 pfungwa 3 (th chidzidzo 8)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 121

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (5 min.) Ratidzai vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaSeptember

  • Kusateerera Kunopinza Mutsekwende: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi ‘Hapana Kana Shoko Rimwe Chete Rakakundikana’—Chidimbu. Kana yapera bvunzai vateereri kuti: Jehovha akapa murayiro upi wakajeka nezveJeriko? Akani nemhuri yake vakaitei uye vakazviitirei? Nyaya iyi inotidzidzisei? Kurudzirai vateereri kuti vaone vhidhiyo yacho yese.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 14 ¶8-14, bhokisi 13A

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 88 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe