PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jehovha Anofunga Zvakanakira Vamwe
Samueri akafunga kuti Eri aimushevedza (1Sa 3:4-7; w18.09 24 ¶3)
Jehovha akaita kuti zvijeke kuti ndiye aishevedza Samueri (1Sa 3:8, 9)
Jehovha akafunga zvakanakira mukomana wechidiki Samueri (1Sa 3:15-18; w18.09 24 ¶4)
ZVIBVUNZE KUTI: ‘Ndingaratidza sei kuti ndinofunga zvakanakira vechidiki uye vakura? Ndingaratidza sei kuti ndine hanya nevamwe pamisangano yechiKristu?’