RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 March p. 8
  • Zvaungaita Kuti Uve Shamwari Yakanaka

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvaungaita Kuti Uve Shamwari Yakanaka
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Mwari Anokukoka Kuti Uve Shamwari Yake
    Unogona Kuva Shamwari yaMwari!
  • Ndinofanira Kumhan’arira Shamwari Yangu Here?
    Mukai!—2009
  • Shamwari Yechokwadi Yakaita Sei?
    Mukai!—2014
  • Bhaibheri Rinotii Nezveushamwari?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 March p. 8

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Zvaungaita Kuti Uve Shamwari Yakanaka

Nyaradza uye kurudzira shamwari yako painenge ichishungurudzika (1Sa 20:1, 2; w19.11 7 ¶18)

Yambira shamwari yako kuti isapinda munjodzi (1Sa 20:12, 13; w08 2/15 8 ¶7)

Miririra shamwari yako vanhu pavanotaura zvakaipa pamusoro pake (1Sa 20:30-32; w09 10/15 19 ¶11)

Murume nemudzimai vari kuteerera imwe hama iri kutaura zviri kuinetsa.

Vanhu vaJehovha vane mikana yakawanda yekuwana shamwari dzakanaka. Kuti uwane shamwari yakanaka, iwewo unofanira kuva shamwari yakanaka. Muungano ndiani waungada kuti ave shamwari yako?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe