RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 March p. 16
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Mushandirapamwe Wekukoka Vanhu kuChirangaridzo (March 19–April 15)
  • Paunoona Munhu Kekutangaa (March 1-18, April 16-30)
  • Paunodzokerab
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 March p. 16
Murume nemudzimai vari paImba yeUmambo vachigamuchira vaenzi.

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mushandirapamwe Wekukoka Vanhu kuChirangaridzo (March 19–April 15)

“Tiri kukukokaiwo kuchiitiko chinokosha chichapindwa nemamiriyoni evanhu pasi rese. Tinenge tichiyeuka kufa kwaJesu.” Mupe kana kuti mutumire pepa rekumukoka. “Pepa iri rinoratidza nguva nenzvimbo zvichaitirwa musangano wacho [kana kuti mungaupinda sei paIndaneti]. Tinokukokaiwo kuzonzwa hurukuro inokosha.”

Kana Munhu Wacho Aratidza Kufarira: Muratidze [kana kuti mutumire] vhidhiyo inonzi Kuyeuka Rufu rwaJesu.

Pekuzotangira: Nei Jesu akafa?

Paunoona Munhu Kekutangaa (March 1-18, April 16-30)

Mubvunzo: Jesu ndiani?

Rugwaro: Mt 16:16

Pekuzotangira: Nei Jesu akafa?

Paunodzokerab

Mubvunzo: Nei Jesu akafa?

Rugwaro: Mt 20:28

Pekuzotangira: Tingaratidza sei kuti tinoonga chibayiro cherudzikinuro chaJesu?

a b Unogona kuchinja mibvunzo iyi kuti ienderane nendima yenyu.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe