SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Mharidzo Dzekuenzanisira
Mushandirapamwe Wekukoka Vanhu Kuchirangaridzo (March 11–April 4)
“Tiri kukukokaiwo kuchiitiko chinokosha chichapindwa nemamiriyoni evanhu pasi rese. Tinenge tichiyeuka kufa kwaJesu.” Mupe kana kuti mutumire pepa rekumukoka. “Pepa iri rinoratidzanguva nenzvimbo ichaitirwa musangano wacho. Tinokukokaiwo kuzonzwa hurukuro inokosha.”
Kana Munhu Wacho Aratidza Kufarira: Muratidze [kana kuti mutumire] vhidhiyo inonziKuyeuka Rufu rwaJesu.
Pekuzotangira: Nei Jesu akafa?
PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA (March 1-10, April 5-30)
Mubvunzo: Jesu ndiani?
Rugwaro: Mt 16:16
Pekuzotangira: Nei Jesu akafa?
PAUNODZOKERA
Mubvunzo: Nei Jesu akafa?
Rugwaro: Mt 20:28
Pekuzotangira: Tingaratidza sei kuti tinoonga chibayiro cherudzikinuro chaJesu?