PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Uri Kubvuma Kurasikirwa Nezvimwe Zvinhu Kuti Upe Jehovha Here?
Dhavhidhi akaudzwa kuti agadzirire Jehovha atari paburiro raArauna (2Sa 24:18)
Arauna akazvipira kupa nzvimbo yacho uye mhuka dzekushandisa pakupa chibayiro (2Sa 24:21-23)
Dhavhidhi akaramba kupa zvibayiro zvaasina kutenga (2Sa 24:24, 25; it-1-E 146)
Jehovha anofara patinozvipira kushandisa nguva yedu, simba redu nezvinhu zvedu kutsigira basa reUmambo. (w12 1/15 18 ¶8) Zvinangwa zvipi zvaungava nazvo kuti uwedzere ‘chibayiro chako chekumurumbidza?’—VaH 13:15.