RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 July p. 6
  • Vimba naJehovha Uye Achakubatsira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Vimba naJehovha Uye Achakubatsira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Anoita Sungano naDhavhidhi
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Jehovha ndiMwari Anoita Zvakarurama
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Uri Kubvuma Kurasikirwa Nezvimwe Zvinhu Kuti Upe Jehovha Here?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Kungozvifunga kwaAmnoni Kwakaunza Matambudziko
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 July p. 6

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Vimba naJehovha Uye Achakubatsira

Jehovha anonzwa patinochema kwaari (2Sa 22:7)

Jehovha ane simba kupfuura vavengi vese (2Sa 22:14-18; cl 19 ¶11)

Jehovha akavimbika uye anotibatsira (2Sa 22:26; w10 6/1 26 ¶4-6)

Mapikicha: 1. Musikana akagara pasi akatsikitsira amai vake vachimupopotera nekumubvarurira mabhuku ake. 2. Musikana wacho ari kuverenga Bhaibheri. 3. Ava kutaura nehama nehanzvadzi paImba yeUmambo.

Jehovha anokwanisa kubvisa matambudziko edu. Asi kakawanda kacho, anotibatsira kutsungirira achishandisa mweya wake mutsvene, Shoko rake, uye hama nehanzvadzi dzedu dzechiKristu. (Pis 55:22) Zvii zvatingaita kuti tibatsirwe naMwari?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe