RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 July p. 11
  • Vakashanda Nesimba Pakuvaka Nekuti Vaida Jehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Vakashanda Nesimba Pakuvaka Nekuti Vaida Jehovha
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Kukosha Kunoita Uchenjeri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Soromoni Anovaka Tembere
    Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
  • Munyengetero waSoromoni Waibva Pasi Pemwoyo Uye Wairatidza Kuzvininipisa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Temberi yaJehovha
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 July p. 11
Mambo Soromoni ari pari kuvakwa temberi achinyatsoteerera mumwe mushandi paari kumutsanangurira purani yacho.

Mambo Soromoni achitarisa mafambiro ari kuita basa rekuvaka temberi

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Vakashanda Nesimba Pakuvaka Nekuti Vaida Jehovha

Soromoni akashandisa zvinhu zvemhando yepamusoro pakuvaka temberi (1Mad 5:6, 17; w11 2/1 15)

Vanhu vakawanda vakabatsira pabasa racho (1Mad 5:13-16; it-1-E 424; it-2-E 1077 ¶1)

Soromoni nevaIsraeri vakashanda nesimba kwemakore 7 kuti vapedze basa racho (1Mad 6:38; ona mufananidzo uri pakavha)

Kuda Jehovha kwakaita kuti Soromoni nevaIsraeri vakwanise kuvaka temberi yakanaka kuti Jehovha akudzwe. Zvinosuwisa kuti zvizvarwa zvakazotevera zvakanga zvisina chido chakasimba chekunamata Jehovha. Vakanga vasisiri kugadziridza temberi yacho kuti irambe yakanaka uye yakatozopedzisira yaparadzwa.

Hama nehanzvadzi dziri kuchenesa Imba yeUmambo. Nechekumashure kune vamwe vari kuisa mari mubhokisi remupiro, vari kutaura nyaya uye vari kuona nezvemabhuku eungano.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Zvii zvandiri kuita kuti ndirambe ndiine chido chakasimba chekunamata Jehovha?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe