RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 November p. 16
  • Chii Chingatibatsira Kuti Tisaverengera?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chii Chingatibatsira Kuti Tisaverengera?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Haungagoni Kuichengeta Saka Ishandise Zvakanaka
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
  • Ndingaita Sei Kuti Ndisaverengera Kuita Zvinhu?
    Vechidiki Vanobvunza Kuti
  • Akaratidza Ushingi, Haana Kudzokera Shure, Uye Aishingaira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Vechidiki​—Musanonoka Kupinda ‘Nepasuo Guru’
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 November p. 16
Mapikicha: 1. Jehu ari kudirwa mafuta mumusoro achizodzwa kuva mambo. 2. Jehu, ari kutyaira ngoro achienda kuhondo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Chii Chingatibatsira Kuti Tisaverengera?

Munhu anoverengera anosundira zvinhu mberi achiti ndichazoti ndoita. Izvozvo handizvo zvakaitwa naJehu paakanzi naJehovha auraye imba yaAhabhi. (2Mad 9:6, 7, 16) Vamwe vanoti: “Ndichazobhabhatidzwa hangu mumakore anotevera.” “Manje manje ndichada kuzova nepurogiramu yekuverenga Bhaibheri zuva nezuva.” “Ndichazopayona kana ndikangowana basa riri nani.” Bhaibheri rine mavhesi anogona kutibatsira kuti tisaverengera pazvinhu zvine chekuita nekunamata.

Mavhesi anotevera anogona kutibatsira sei kuti tisaverengera kuita zvinhu?

  • Mup 5:4

  • Mup 11:4

  • 1VaK 7:29-31

  • Jak 4:13, 14

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe