RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 November p. 5
  • Akaratidza Ushingi, Haana Kudzokera Shure, Uye Aishingaira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Akaratidza Ushingi, Haana Kudzokera Shure, Uye Aishingaira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Jehu Aishingairira Kunamata Kwakachena
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • Mambokadzi Akaipa Anorangwa
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • “Imba Yese yaAhabhi Ichaparara”—2Mad 9:8
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Akatsungirira Zvinhu Zvakaipa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 November p. 5
Jehu ari mungoro achiudza mukuru wemumuzinda kuti akandire Jezebheri panze nepahwindo.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Akaratidza Ushingi, Haana Kudzokera Shure, Uye Aishingaira

Jehovha akapa Jehu basa rekuuraya imba yamambo akaipa ainzi Ahabhi (2Mad 9:6, 7; w11 11/15 3 ¶2)

Jehu haana kumbotora nguva, akabva auraya Mambo Jehoramu (mwana waAhabhi) uye Mambokadzi Jezebheri (mudzimai waAhabhi uyo anga ava chirikadzi) (2Mad 9:22-24, 30-33; w11 11/15 4 ¶2-3; ona chati rakanzi “‘Imba Yese yaAhabhi Ichaparara’—2Mad 9:8”)

Jehu akaita zvese zvaakanga audzwa naJehovha. Akaratidza ushingi, haana kudzokera shure, uye aishingaira (2Mad 10:17; w11 11/15 5 ¶3-4)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndingatevedzerawo sei Jehu pandinenge ndichiita basa ratakapiwa rinotaurwa pana Mateu 28:19, 20?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe