RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 November p. 15
  • Jehovha Anokoshesa Minyengetero Yedu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Anokoshesa Minyengetero Yedu
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Swedera Pedyo naMwari Nokunyengetera
    Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?
  • Minyengetero Yako Yakagadzirirwa “Sezvinonhuwira” Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1999
  • Minyengetero Inopindurwa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1988
  • Minyengetero Yaani Inopindurwa?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 November p. 15
Mapikicha: Hama nehanzvadzi dziri kunyengetera munyika dzakasiyana-siyana. 1. Musikana ana amai vake mubhedhurumu achinyengetera. 2. Murume ari kunyengetera aine mudzimai wake muchipatara. 3. Hama iri kunyengetera ichifamba. 4. Hanzvadzi iri kushungurudzika ichinyengetera. 5. Hanzvadzi iri kunyengetera isati yadzidza Bhaibheri. 6. Hama iri munyika ine urombo ichinyengetera. 7. Vabereki vari kunyengetera nemwana wavo vasati vadya.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Jehovha Anokoshesa Minyengetero Yedu

Minyengetero inogamuchirwa naMwari yakaita serusenzi inonhuwirira yaigara ichipisirwa Jehovha mutemberi. (Pis 141:2) Patinoudza Jehovha kuti tinomuda, patinomuonga nezvaanotiitira uye patinomuudza zvinotinetsa nezvatinoda, tinenge tichitoratidza kuti tinokoshesa ushamwari hwatiinahwo naye. Jehovha anoonawo minyengetero mipfupi yatinopa pamisangano sechikamu chinokosha chekunamata kwedu. Asi anofara chaizvo patinoita nguva yakareba tichinyengetera tiri tega tichinyatsomuudza zvese zviri pamwoyo pedu!—Zvi 15:8.

ONA VHIDHIYO INONZI NDINORARAMA NEMINYENGETERO, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Hama Johnson vakaita mabasa api pakushumira Jehovha?

  • Hama Johnson vakaratidza sei kuti vaivimba naJehovha kuburikidza nekunyengetera?

  • Wadzidzei kubva pane zvakaitika kuna hama Johnson?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe