RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 November p. 7
  • “Imba Yese yaAhabhi Ichaparara”—2Mad 9:8

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Imba Yese yaAhabhi Ichaparara”—2Mad 9:8
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Mambokadzi Akaipa Anorangwa
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • A6-A Chati: Vaprofita neMadzimambo eJudha neIsraeri (Chikamu 1)
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Jezebheri—Mambokadzi Akaipa
    Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
  • Zvaungaita Kuti Uwane Magwaro muBhaibheri Rako
    Dzimwe Nyaya
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 November p. 7

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Imba Yese yaAhabhi Ichaparara”—2Mad 9:8

“Imba Yese yaAhabhi Ichaparara.” Chati rinoratidza imba yaAhabhi.

UMAMBO HWEJUDHA

Jehoshafati ndiye mambo

munenge muna 911 B.C.E: Jehoramu (mwanakomana waJehoshafati; murume waAtariya, mwanasikana waAhabhi naJezebheri) anosara achitonga ega samambo pashure pekunge ambotonga nababa vake

munenge muna 906 B.C.E: Ahaziya (muzukuru waAhabhi naJezebheri) anova mambo

munenge muna 905 B.C.E: Atariya anouraya veimba yeumambo vese obva atora chigaro. Muzukuru wake anonzi Jehoashi anovigwa neMupristi Mukuru Jehoyadha kuti asaurayiwa.—2Mad 11:1-3

898 B.C.E: Jehoashi anova mambo. Mambokadzi Atariya anourayiwa neMupristi Mukuru Jehoyadha.—2Mad 11:4-16

UMAMBO HWEISRAERI

munenge muna 920 B.C.E: Ahaziya (mwanakomana waAhabhi naJezebheri) anova mambo

munenge muna 917 B.C.E: Jehoramu (mwanakomana waAhabhi naJezebheri) anova mambo

munenge muna 905 B.C.E: Jehu anouraya mambo Jehoramu weIsraeri nehama dzake; Jezebheri, amai vaJehoramu; uye Mambo Ahaziya weJudha nehama dzake.—2Mad 9:14—10:17

munenge muna 904 B.C.E: Jehu anotanga kutonga samambo

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe