RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 January p. 15
  • Shandisai Mazano eBhaibheri Kubatsira Vana Venyu Kuti Vabudirire

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Shandisai Mazano eBhaibheri Kubatsira Vana Venyu Kuti Vabudirire
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Tingaita Sei Zvisarudzo Zvinoratidza Kuti Tinovimba naJehovha?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Kuverenga Bhaibheri Mazuva Ese Uye Kutsvaga Uchenjeri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Vabereki, Dzidzisai Vana Venyu Kuti Vafadze Mwari
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Jehovha Anotibatsira Sei Kutsungirira?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2025
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 January p. 15
Mapikicha: Vabereki vari kudzidzisa mwana wavo sezvaanokura. 1. Amai vacho vanoshandisa bhuku ‘raDzidza Kumudzidzisi Mukuru’ kudzidzisa mwana wavo. 2. Baba vacho vanobatsira mwana wavo uyo ati kurei kugadzirira “Nharireyomurindi.” 3. Mwana uya ayaruka uye ava kuparidza paimba neimba.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Shandisai Mazano eBhaibheri Kubatsira Vana Venyu Kuti Vabudirire

Vabereki vechiKristu vanoda kuti vana vavo vafare uye vanakidzwe nekushumira Jehovha. Vabereki vanogona kubatsira vavo kuti vabudirire kana vakashandisa mazano eBhaibheri pakuvadzidzisa.—Zvi 22:6.

  • Itai kuti vana venyu vanzwe vakasununguka kutaura zviri pamwoyo pavo.—Jak 1:19

  • Ivai mienzaniso yakanaka.—Dhe 6:6

  • Rambai muchishumira Jehovha.—VaE 6:4

ONAI VHIDHIYO INONZI VAKA IMBA ICHARAMBA YAKAMIRA—DZIDZISAI VANA VENYU ‘MAERERANO NENZIRA YAKAVAKODZERA,’ MOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Vabereki vangaratidza sei kuti vanonzwisisa?

  • Vabereki vangashandisa sei zano riri pana Jakobho 1:19?

  • Vabereki vanogona kuita sei panomuka matambudziko?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe