RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 November p. 9
  • Vabereki, Dzidzisai Vana Venyu Kuti Vafadze Mwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Vabereki, Dzidzisai Vana Venyu Kuti Vafadze Mwari
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Tingaita Sei Zvisarudzo Zvinoratidza Kuti Tinovimba naJehovha?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Shandisai Mazano eBhaibheri Kubatsira Vana Venyu Kuti Vabudirire
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Kuverenga Bhaibheri Mazuva Ese Uye Kutsvaga Uchenjeri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Tsvaga Mafungiro aMwari
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 November p. 9
Mapikicha: Zvekushandisa pakudzidzisa vana. 1. Vana vemazera akasiyana-siyana vakatarisa bhuku rinonzi “KuTerera kunoMudzidzisi muKuru.” 2. Bhuku rinonzi “KuTerera kunoMudzidzisi muKuru.” 3. Kasikana kakabata bhuku rinonzi “Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri.” 4. Kamwe kamusikana kari kuverenga bhuku rinonzi “Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri.” 5. Musikana ari kuyaruka ari pagungano ari kuverenga bhuku rinonzi “Upwere Hwako​—⁠Kuwana Zvakanakisisa Mahuri.” 6. Kakomana kari kukala pikicha yakatorwa pajw.org. 7. Pikicha iri mubhurocha rinonzi “Zvandinodzidza muBhaibheri.” 8. Chikamu chakatorwa mune imwe yemavhidhiyo anonzi “Iva Shamwari yaJehovha.” 9. Bhuku rinonzi “Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri.” Pikicha iri mubhuku racho iri kuratidza Samsoni achisunda mbiru mbiri nesimba rake rese.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Vabereki, Dzidzisai Vana Venyu Kuti Vafadze Mwari

Jehovha anokoshesa vechidiki chaizvo. Anoona kukura kwavanenge vachiita pane zvekunamata uye anocherechedzawo kutsungirira kwavanoita. (1Sa 2:26; Ru 2:52) Kunyange zvazvo vachiri vadiki, zvinhu zvakanaka zvavanoita zvinogona kufadza mwoyo waJehovha. (Zvi 27:11) Achishandisa sangano rake, Jehovha akapa vabereki zvinhu zvakanaka zvekushandisa pakubatsira vana vavo kuti vade uye vateerere Jehovha.

ONA VHIDHIYO INONZI VECHIDIKI—KUTSUNGIRIRA KWENYU KUNOFADZA JEHOVHA! WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Nekufamba kwanga kuchiita makore, zvinhu zvipi zvakabudiswa nesangano raJehovha zvinobatsira vana?

  • Zvii zvinogona kushandiswa nevabereki kubatsira vana vavo?

  • Kana uri wechidiki, zvii zvakabudiswa nesangano raJehovha zvakakubatsira, uye nei uchidaro?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe