RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 May p. 15
  • Wana Mufaro Unobva Pakutanga Kukurukura Nevanhu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Wana Mufaro Unobva Pakutanga Kukurukura Nevanhu
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Tingaita Sei Zvisarudzo Zvinoratidza Kuti Tinovimba naJehovha?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Usanonokera Kubatsira Vanhu Vanoda Kuziva Chokwadi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2025
  • Maka Chidzidzo Chaunenge Waita
    Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa
  • Zvininipise Uchibvuma Kuti Pane Zvimwe Zvinhu Zvausingazivi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2025
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 May p. 15

KURARAMA KWECHIKRISTU

Wana Mufaro Unobva Pakutanga Kukurukura Nevanhu

Kukurukura nevanhu zvisina kurongwa ndeimwe nzira yekuparidza inonakidza uye inobudirira chaizvo. Asi tinogona kutya kutanga kutaura nevanhu kana tikanyanya kufunga nezvekuti tichazochinja sei nyaya yedu kuti tichitanga kuparidza. Pane kunetseka kuti ndezvipi zvauchataura kuti uparidzire munhu wacho, ingoita zvinhu zvinoratidza kuti une hanya naye. (Mt 22:39; VaF 2:4) Kana mukana wekuparidzira ukamuka pamunenge muchikurukura, une maturusi akawanda anokubatsira.

Maturusi anotevera angakubatsira sei kuti uparidze paunenge uchikurukura nemunhu?

Makadhi eJW.ORG.
Chiratidzo chejw.org.
Mapikicha: Maturakiti akasiyana-siyana. 1. “Unoona Sei Bhaibheri?” 2. “Unoona Sei Ramangwana?” 3. “Chii Chinodiwa Kuti Mhuri Ifare?” 4. “Ndiani Ari Kutonga Pasi Rese?” 5. “Kutambura Kuchazombopera Here?” 6. “Vakafa Vachararamazve Here?” 7. “Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?” 8. “Tingawanepi Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Muupenyu?”

ONA VHIDHIYO INONZI “SIMBI INORODZA SIMBI”—KUTANGA KUKURUKURA NEVANHU, WOPINDURA MUBVUNZO UNOTEVERA:

Zvinhu zvipi zvitatu zvingatibatsira kuti tiwedzere unyanzvi hwekukurukura nevanhu?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe