RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 July p. 5
  • Marwadzo Anokonzerwa Nekusateerera

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Marwadzo Anokonzerwa Nekusateerera
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Tinogona Kushumira Jehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Bvuma Kushandiswa naJehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • “Jehovha Mwari Wako Anodei Kwauri?”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Bhaibheri Rinotaura Zvinhu Chaizvo Zvakaitika
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 July p. 5

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Marwadzo Anokonzerwa Nekusateerera

Vamwe vaIsraeri vakaroora vakadzi vainamata zvidhori (Ezr 9:1, 2; w06 1/15 20 ¶1)

Havana kuteerera mitemo yaJehovha iyo yainge yakajeka (Ezr 9:10-12)

Kusateerera kwavo kwakaita kuti ivo nemhuri dzavo varwadziwe zvikuru (Ezr 10:10, 11, 44)

Hanzvadzi yakaroorana nemurume asiri Chapupu yava nemwana, ichifunga nezveupenyu hwayaimbova nahwo payainyatsoshumira Jehovha zvakanaka. Patafura pane chinhu chine zvigutsvani zvefodya. Murume wake akadhakwa akarara pasofa.

Mitemo yese yatinopiwa naJehovha inotibatsira. (w09 10/1 10 ¶6) Kuteerera kunoita kuti tisazvirwadzisa iye zvino uye kunoita kuti tizowana makomborero akawanda mune ramangwana.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Kuteerera Jehovha kwakandibatsira sei kuti ndisazvipinza mumatambudziko?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe