PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Tinogona Kuramba Takaperera Kuna Jehovha Kunyange Zvazvo Tichimbokanganisa
Jobho akakanganisa paakatsoropodza Mwari (Job 27:1, 2)
Jobho aigona kutaura kuti akaperera kuna Mwari kunyange zvazvo aimbokanganisa (Job 27:5; it-1-E 1210 ¶4)
Hatifaniri hedu kuva vanhu vasingatombokanganisi kuti tinzi takaperera kuna Jehovha; chinongodiwa kumuda nemwoyo wese (Mt 22:37; w19.02 3 ¶3-5)
ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Kuziva kuti Jehovha haatarisiri kuti tive vanhu vasingatombokanganisi kunotibatsira sei kuti tirambe tichimushumira?