RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w25 February p. 32
  • Kuratidza Ushingi Pazvinenge Zvakaoma

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuratidza Ushingi Pazvinenge Zvakaoma
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2025
  • Mashoko Akafanana
  • Anopa Mubayiro Vose Vanomushumira
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • “Handigoni Kuramba Ndakanyarara”
    Shoko raMwari Kwatiri Achishandisa Jeremiya
  • Uchasarudza Shamwari Dzakaita Sei?
    Shoko raMwari Kwatiri Achishandisa Jeremiya
  • “Ndichagutsa Mweya Wakaneta”
    Shoko raMwari Kwatiri Achishandisa Jeremiya
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2025
w25 February p. 32

ZVAUNOGONA KUDZIDZA

Kuratidza Ushingi Pazvinenge Zvakaoma

Verenga Jeremiya 38:​1-13 kuti udzidze nezveushingi hwakaratidzwa nemuprofita Jeremiya naEbhedhi-mereki, uyo aiva mukuru muimba yamambo.

Ongorora zvaiitika. Jeremiya akaratidza sei ushingi pakuparidza mashoko aJehovha? (Jer. 27:​12-14; 28:​15-17; 37:​6-10) Vanhu vakaita sei pavakanzwa mashoko aiparidzwa naJeremiya?—Jer. 37:​15, 16.

Tsvakurudza. Vanhu vaida kuti Jeremiya aite sei? (jr 26-27 20-22) Tsvaga kuti migodhi yekare yakanga yakaita sei uye kuti yaishandiswei. (w11 1/1 19) Jeremiya anofanira kunge akanzwa sei paakakandwa mumugodhi waiva nemadhaka? Ebhedhi-mereki anogona kunge aityei?—w12 5/1 31 ¶2-3.

Tsvaga zvidzidzo zvacho. Zvibvunze kuti:

  • ‘Nyaya iyi inondidzidzisei nezvekudzivirira kunoita Jehovha vashumiri vake vakavimbika?’ (Pis. 97:10; Jer. 39:​15-18)

  • ‘Ndepapi pandingada kuratidza ushingi?’

  • ‘Zvii zvandingaita kuti ndiwedzere kuva neushingi kana zvinhu zvakaoma?’(w11 3/1 30)a

a Kuti uone zvimwe zvaunogona kudzidza, ona nyaya yakanzi “Zvaungaita Pakudzidza” iri muNharireyomurindi yaJuly 2023.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe