-
Eksodho 18:13Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
13 Zuva rakatevera racho, Mozisi akagara pasi sezvaaigara achiita kuti atongere vanhu mhosva dzavo, uye vanhu vakaramba vachiuya vachimira pamberi paMozisi kubvira mangwanani kusvikira manheru.
-