Eksodho 18:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino pazuva rakatevera racho, Mosesi akagara pasi senguva dzose kuti atongere vanhu mhosva dzavo,+ uye vanhu vakaramba vakamira pamberi paMosesi kubvira mangwanani kusvikira manheru. Eksodho Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 18:13 Nharireyomurindi,2/1/2013, p. 6
13 Zvino pazuva rakatevera racho, Mosesi akagara pasi senguva dzose kuti atongere vanhu mhosva dzavo,+ uye vanhu vakaramba vakamira pamberi paMosesi kubvira mangwanani kusvikira manheru.