-
Eksodho 18:14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 Tezvara vaMozisi pavakaona zvese zvaakanga achiitira vanhu, vakati: “Ko chii ichi chauri kuitira vanhu? Unogarirei pano uri wega nevanhu vese ava vakamira pamberi pako kubvira mangwanani kusvikira manheru?”
-