-
Eksodho 18:14Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
14 Tezvara vaMosesi vakaona zvose zvaakanga achiitira vanhu. Naizvozvo vakati: “Ibasa rorudzii iri rauri kuitira vanhu? Unorambirei wakagara uri woga uye vanhu vose vachiramba vakamira pamberi pako kubvira mangwanani kusvikira manheru?”
-