Eksodho 18:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Vanofanira kutonga vanhu kana paine nyaya dzamuka,* nyaya dzese dzakaoma vouya nadzo kwauri,+ asi ivo votonga nyaya dzese diki. Zvirerutsire nekuita kuti vatakure mutoro wacho pamwe chete newe.+
22 Vanofanira kutonga vanhu kana paine nyaya dzamuka,* nyaya dzese dzakaoma vouya nadzo kwauri,+ asi ivo votonga nyaya dzese diki. Zvirerutsire nekuita kuti vatakure mutoro wacho pamwe chete newe.+