Numeri 1:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Vedzinza raDhani+ vakanyorwa seizvi: mazita avo, mhuri dzavo, nedzimba dzemadzibaba avo. Varume vese vaiva nemakore 20 zvichikwira vaikwanisa kuenda kuhondo vakaverengwa,
38 Vedzinza raDhani+ vakanyorwa seizvi: mazita avo, mhuri dzavo, nedzimba dzemadzibaba avo. Varume vese vaiva nemakore 20 zvichikwira vaikwanisa kuenda kuhondo vakaverengwa,