Numeri 1:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Vokuvanakomana vaDhani,+ mukutevedzana kwokuberekwa kwavo maererano nemhuri dzedzimba dzemadzibaba avo, maererano nokuverengwa kwemazita avo, kubvira pane vaiva nemakore makumi maviri zvichikwira, vose vaikwanisa kuenda kuhondo,
38 Vokuvanakomana vaDhani,+ mukutevedzana kwokuberekwa kwavo maererano nemhuri dzedzimba dzemadzibaba avo, maererano nokuverengwa kwemazita avo, kubvira pane vaiva nemakore makumi maviri zvichikwira, vose vaikwanisa kuenda kuhondo,