Numeri 5:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Asi kana akatadzirwa wacho asina hama yepedyo ingatambira zvinenge zvaripwa zvacho, zvinofanira kudzorerwa kuna Jehovha uye zvichava zvemupristi, kunze kwegondohwe rekuyananisa raachamuyananisira naro.+
8 Asi kana akatadzirwa wacho asina hama yepedyo ingatambira zvinenge zvaripwa zvacho, zvinofanira kudzorerwa kuna Jehovha uye zvichava zvemupristi, kunze kwegondohwe rekuyananisa raachamuyananisira naro.+