Joshua 10:40 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 40 Joshua akakunda nyika yese ine makomo, Negebhu, Shefera,+ nenzvimbo dzine materu, nemadzimambo adzo ese, hapana kana akapona; akaparadza chinhu chese chipenyu,+ sezvakanga zvarayirwa naJehovha Mwari waIsraeri.+
40 Joshua akakunda nyika yese ine makomo, Negebhu, Shefera,+ nenzvimbo dzine materu, nemadzimambo adzo ese, hapana kana akapona; akaparadza chinhu chese chipenyu,+ sezvakanga zvarayirwa naJehovha Mwari waIsraeri.+