40 Joshua akaparadza nyika yose yenzvimbo ine makomo+ neNegebhu+ neShefera+ nenzvimbo dzakatenuka+ nemadzimambo adzo ose. Haana kusiya kana mumwe chete akapona, uye zvinhu zvose zvaifema+ akazviparadza chose,+ sezvakanga zvarayirwa+ naJehovha Mwari waIsraeri.