Vatongi 19:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Pazuva rechina, pavakafumomuka mangwanani kuti vaende, baba vemukadzi wacho wechidiki vakati kumukuwasha wavo: “Wana chekudya kuti uwane simba,* mobva mazoenda henyu.”
5 Pazuva rechina, pavakafumomuka mangwanani kuti vaende, baba vemukadzi wacho wechidiki vakati kumukuwasha wavo: “Wana chekudya kuti uwane simba,* mobva mazoenda henyu.”