Vatongi 19:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Pazuva rechina, pavakafumomuka senguva dzose, zvino iye akasimuka kuti aende, asi baba vomukadzi wacho wechiduku vakati kumukuwasha wavo: “Tsigisa mwoyo wako nechimedu chechingwa,+ pashure mozoenda henyu.”
5 Pazuva rechina, pavakafumomuka senguva dzose, zvino iye akasimuka kuti aende, asi baba vomukadzi wacho wechiduku vakati kumukuwasha wavo: “Tsigisa mwoyo wako nechimedu chechingwa,+ pashure mozoenda henyu.”