2 Samueri 1:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Sauro naJonatani,+ vaidiwa chaizvo uye vaikosheswa* pakurarama kwavo,Uye pakufa havana kuparadzaniswa.+ Vaimhanya kupfuura makondo,+Vaine simba kupfuura shumba.+
23 Sauro naJonatani,+ vaidiwa chaizvo uye vaikosheswa* pakurarama kwavo,Uye pakufa havana kuparadzaniswa.+ Vaimhanya kupfuura makondo,+Vaine simba kupfuura shumba.+