2 Samueri 1:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Sauro naJonatani,+ vaidiwa uye vakanga vakanaka muupenyu hwavo,Havana kuparadzaniswa pakufa kwavo.+Vaimhanya kupfuura makondo,+Vaiva nesimba kupfuura shumba.+
23 Sauro naJonatani,+ vaidiwa uye vakanga vakanaka muupenyu hwavo,Havana kuparadzaniswa pakufa kwavo.+Vaimhanya kupfuura makondo,+Vaiva nesimba kupfuura shumba.+