Nehemiya 7:61 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 61 Ava ndivo vakabva kuTeri-mera, Teri-hasha, Kerubhi, Adhoni, neImeri, asi vakatadza kuratidza kuti imba yemadzibaba avo ndeipi kana kwavakabva nako, kuti vaiva vaIsraeri here:+
61 Ava ndivo vakabva kuTeri-mera, Teri-hasha, Kerubhi, Adhoni, neImeri, asi vakatadza kuratidza kuti imba yemadzibaba avo ndeipi kana kwavakabva nako, kuti vaiva vaIsraeri here:+