Nehemiya 7:61 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 61 Ava ndivo vakabva kuTeri-mera, Teri-hasha, Kerubhi, Adhoni neImeri,+ asi vaisakwanisa kutaura imba yemadzibaba avo nokwavakabva, kana vaiva vaIsraeri:
61 Ava ndivo vakabva kuTeri-mera, Teri-hasha, Kerubhi, Adhoni neImeri,+ asi vaisakwanisa kutaura imba yemadzibaba avo nokwavakabva, kana vaiva vaIsraeri: