Muparidzi 10:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nyika inofara chaizvo kana mambo wacho ari mwanakomana wekuimba huru uye machinda acho achidya panguva yakakodzera kuti ave nesimba, kwete kuti adhakwe!+
17 Nyika inofara chaizvo kana mambo wacho ari mwanakomana wekuimba huru uye machinda acho achidya panguva yakakodzera kuti ave nesimba, kwete kuti adhakwe!+