Jeremiya 37:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Mambo Zedhekiya akatuma Jehukari+ mwanakomana waSheremiya naZefaniya+ mwanakomana wemupristi Maaseya kumuprofita Jeremiya, achiti: “Tinyengetererewo kuna Jehovha Mwari wedu.”
3 Mambo Zedhekiya akatuma Jehukari+ mwanakomana waSheremiya naZefaniya+ mwanakomana wemupristi Maaseya kumuprofita Jeremiya, achiti: “Tinyengetererewo kuna Jehovha Mwari wedu.”