Jeremiya 37:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Mambo Zedhekiya akatuma Jehukari+ mwanakomana waSheremiya naZefaniya+ mwanakomana womupristi Maaseya+ kumuprofita Jeremiya, achiti: “Tapota, tinyengeterere kuna Jehovha Mwari wedu.”+
3 Mambo Zedhekiya akatuma Jehukari+ mwanakomana waSheremiya naZefaniya+ mwanakomana womupristi Maaseya+ kumuprofita Jeremiya, achiti: “Tapota, tinyengeterere kuna Jehovha Mwari wedu.”+