Jeremiya 37:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Jeremiya akasimuka kuJerusarema akaenda kunyika yaBhenjamini+ kuti anowana mugove wake ikoko pakati pevanhu vake.
12 Jeremiya akasimuka kuJerusarema akaenda kunyika yaBhenjamini+ kuti anowana mugove wake ikoko pakati pevanhu vake.