Jeremiya 37:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Jeremiya akabuda muJerusarema kuti aende kunyika yaBhenjamini+ uye kuti anowana mugove wake ikoko pakati pevanhu.
12 Jeremiya akabuda muJerusarema kuti aende kunyika yaBhenjamini+ uye kuti anowana mugove wake ikoko pakati pevanhu.