-
Jeremiya 37:13Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
13 Asi paakasvika paGedhi raBhenjamini, mukuru wevarindi, ainzi Irija mwanakomana waSheremiya mwanakomana waHananiya, akabata muprofita Jeremiya, akati: “Uri kutizira kuvaKadheya!”
-