Jeremiya 37:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Naizvozvo paakanga ari paGedhi raBhenjamini+ mumwe mukuru aitarisira, ainzi Irija mwanakomana waSheremiya mwanakomana waHananiya, aivawo ipapo. Akabva abata muprofita Jeremiya, achiti: “Uri kuenda kuvaKadheya!”
13 Naizvozvo paakanga ari paGedhi raBhenjamini+ mumwe mukuru aitarisira, ainzi Irija mwanakomana waSheremiya mwanakomana waHananiya, aivawo ipapo. Akabva abata muprofita Jeremiya, achiti: “Uri kuenda kuvaKadheya!”