-
Jeremiya 37:14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 Asi Jeremiya akati: “Aiwa! Handisi kutizira kuvaKadheya.” Asi iye haana kumuteerera. Saka Irija akabata Jeremiya, akapinda naye maiva nemachinda.
-