Jeremiya 37:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi Jeremiya akati: “Inhema!+ Handisi kuenda kuvaKadheya.” Asi iye haana kumuteerera. Naizvozvo Irija akaramba akabata Jeremiya, akapinda naye maiva nemachinda.
14 Asi Jeremiya akati: “Inhema!+ Handisi kuenda kuvaKadheya.” Asi iye haana kumuteerera. Naizvozvo Irija akaramba akabata Jeremiya, akapinda naye maiva nemachinda.