Jeremiya 37:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Mambo Zedhekiya akabva atumira shoko kuti vanomutora, uye mambo akamubvunza vari vega mumba* make.+ Akabvunza kuti, “Pane shoko rabva kuna Jehovha here?” Jeremiya akati, “Riripo!” uye akabva ati, “Muchaiswa muruoko rwamambo weBhabhironi!”+
17 Mambo Zedhekiya akabva atumira shoko kuti vanomutora, uye mambo akamubvunza vari vega mumba* make.+ Akabvunza kuti, “Pane shoko rabva kuna Jehovha here?” Jeremiya akati, “Riripo!” uye akabva ati, “Muchaiswa muruoko rwamambo weBhabhironi!”+