17 Mambo Zedhekiya akatumira shoko kuti vamutore, uye mambo akatanga kumubvunza mibvunzo ari mumba make vari munzvimbo yakavandika.+ Akati: “Pane shoko rinobva kuna Jehovha here?” Jeremiya akati: “Riripo!” Akatizve: “Muchaiswa muruoko rwamambo weBhabhironi!”+