-
Jeremiya 40:15Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
15 Johanani mwanakomana waKareya akabva ati kuna Gedhariya vari pavo vega muMizpa: “Ndinoda kuenda kunouraya Ishmaeri mwanakomana waNetaniya, uye hapana achazviziva. Angasiyirwei iye achida kukuuraya* uye vaJudha vese vakaungana kwauri vangasiyirwei vachipararira uye vaJudha vakasara vangasiyirwei vachiparara?”
-