-
Jeremiya 40:15Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
15 Zvino Johanani+ mwanakomana waKareya akati kuna Gedhariya, vari munzvimbo yakavandika muMizpa: “Ndinoda kuenda, iko zvino, ndiuraye Ishmaeri mwanakomana waNetaniya, zvapasina kana anozoziva.+ Angaurayireiko mweya wenyu, uye vaJudha vose vari kuungana kwamuri vangapararirei, uye vakasara vaJudha vangapararirei?”+
-