Jeremiya 42:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 ‘Kana imi mukaramba muri munyika ino, ndichakuvakai uye handizokuputsii, ndichakudyarai uye handizokudzurii, nekuti ndichazvidemba* nedambudziko randakakuunzirai.+
10 ‘Kana imi mukaramba muri munyika ino, ndichakuvakai uye handizokuputsii, ndichakudyarai uye handizokudzurii, nekuti ndichazvidemba* nedambudziko randakakuunzirai.+